O Level Revision : Shona - Zviito - Zviito zvine zvivanduriro...
Zviito zvinogona kuvandurirwa kaviri kana kudarika. Mazwi anoti kubata,kudiwa na...
O Level Revision : Shona - Zviito - Rebeso dzezviito -...
Mudzi wechiito kana warebeswa unenge wawedzeredzwa zvekuti zvaunoreva zvinenge zvasiyana...
O Level Revision : Shona - Zviito
Semwana ari kugadzirira bvunzo dze shona pa o level unotarisirwa kunge wokwanisa kupa...
O Level Revision : Shona - Chindori
Vanyori vebvunzo dzechishona pa o level vanotasirwa kugona kutsanangura kuti zvindori...
O Level Revision : Shona - Zvidudziramazita - Chiitopauro
Chiitopauro zvinoreva chiito chinoshanda sechipauro. Saka chiitopauro izwi rechiito...
O Level Revision : Shona - Zvidudziramazita - Chirevamwene
Chidudzirazita chinoratidza muridzi (mwene) wechinhu chirikutaurwa nezvacho. Chirewamwene...
O Level Revision : Shona - Zvidudziramazita - Chirevauwandu
Chinoratidza kuwanda kwezvinhu. Saka chirevauwandu chinoita basa rekubudisa ushoma...
O Level Revision : Shona - Zvidudziramazita - Chisarudzi/Chinan’anuri
Chinan’anuri kana kuti Chisarudzi Chinobatsira pakusarudza zvinhu kubva pane zvimwe....
O Level Revision : Shona - Zvidudziramazita - Chiverengo
Chiverengo ndicho chimwe chezvidudziramazita zvinotadzwa kuzivikanwa nevazhinji....
O Level Revision : Shona - Zvidudziramazita - Chipauro
Chipauro iri izwi rinotsanangudza zita, richipaura zita kubva mune mamwe akawanda....
O Level Revision : Shona - Zvidudziramazita- Chiratidzi...
Chiratidzi igama kana kuti izvi rinotendeka pane chiri kutaurwa nezvacho. Tine zviratidzo...
O Level Revision : Shona - Zvidudziramazita
Chii chinonzi zvidudziramazita? Zvidudziramazita mazwi anotsanangura kana kududzira...
O Level Revision : Shona - Mazita nezvisazitasingwi
Chidzidzo chino chakanangana nekuti vari kuda kunyorabvunzo dze o level shona vagone...
O Level Revision : Shona - Nzwisiso - Kupindura nzwisiso...
Zvakakosha mwana ari kugadzirira bvunzo dze o level shona agone kunyurura ruzivo...
O Level Revision : Shona - Zvirungamutauro - Nyaudzosingwi
Nyaudzosingwi dzinoratidza maitikiro echinhu kana mamiriro echinhu sezvinongoita...
O Level Revision : Shona - Zvirungamutauro - Madimikira
Madimikira kana kuti dimikira chirevo chakadzama chine dudziro yakahwanda isingaenderani...
O Level Revision : Shona - Zvirungamutauro - Tsumo
Tsumo dzine zvipandi zviviri. Chipandi chokutanga hachirevi chinhu kana chiri chega,...
O Level Revision : Shona - Zvirungamutauro
Kuti ugone kunyora, kushandisa nekunzwisisa mutauro wechishona pabvunzo dze o level...
O Level Revision : Shona- Rondedzero - Rondedzero yetsananguro
Rondedzero yetsananguro ndiyo imwe yemusoro waunogona kusangana nawo pakunyora bvunzo....
O Level Revision : Shona- Rondedzero yenhaurirano: Rondedzero...
Rondedzero yemhando iyi ndeyekunyora pamusoro pevanhu vanenge vachitaurirana.
O Level Revision : Shona- Rondedzero - Rondedzero yetsumo
Iyi irondedzero yenyaya yakaitika inoenderana netsumo yakapiwa. Nyaya yacho inofanira...
O Level Revision : Shona- Rondedzero - Rondedzero yenyaya
Rondedzero yenyaya ndiyo imwe yemisoro yerondedzero, isingawanzoshaikwa pabvunzo....
O Level Revision : Shona- Rondedzero - Rondedzero yetsamba
Kune mhando dzakawanda chose dzerondedzero. Mhando idzi dzinosanganisira; tsamba,...
Other Topics:
Refresher meaning Shona - Chewa word 'gona ' meaning Shona word 'Uchanzwa/ Muchanzwa' meaning in English Shona word for Email Schlich definition Glassware definition Roared topic define Agios Ndau word 'chirongwa' meaning in English Scyllaea meaning define Letterure Lessoning definition Lacunar word meaning define Tact define Zilla