Revision Topic: Tsumo in English
Ramba kuudzwa akaonekwa nembonje pahuma
Tsumo yekuti 'Ramba kuudzwa akaonekwa nembonje pahuma' in English means 'People...
Rega zvipore akabva mukutsva
Tsumo yekuti 'Rega zvipore akabva mukutsva' in English means 'A burnt child dreads...
Pfavira ngoma, husiku hurefu
Tsumo yekuti 'Pfavira ngoma, husiku hurefu' in English means 'Be calm and take your...
Rinamanyanga hariputirwi mushushunje
Tsumo yekuti 'Rinamanyanga hariputirwi mushushunje' in English means 'Nothing can...
Nzou hairemerwi nenyanga dzayo
Tsumo yekuti 'Nzou hairemerwi nenyanga dzayo' in English means 'A person has the...
Nzenza mumvuri, asvika anovanda zuva.
Tsumo yekuti 'Nzenza mumvuri, asvika anovanda zuva.' in English means 'Bad people...
Nzombe huru yakabva mukurerwa
Tsumo yekuti 'Nzombe huru yakabva mukurerwa' in English means 'Great people are...
Mwana asingachemi anofira mumbereko
Tsumo yekuti 'Mwana asingachemi anofira mumbereko' in English means 'If you do not...
Takabva neko kumhunga hakuna ipwa.
Tsumo yekuti 'Takabva neko kumhunga hakuna ipwa.' in English means 'We have experienced...
Mukuru mukuru hanga haigari pfunde.
Tsumo yekuti 'Mukuru mukuru hanga haigari pfunde.' in English means 'The old aged...
Mombe yekurunzirwa ndeyekukama wakarinde nzira
Tsumo yekuti 'Mombe yekurunzirwa ndeyekukama wakarinde nzira' in English means 'You...
Makadzi munaku kusaba anoroya.
Tsumo yekuti 'Makadzi munaku kusaba anoroya.' in English means 'Everything good...
Mwana kuberekwa vaviri, mugota hamuchemi kacheche
Tsumo yekuti 'Mwana kuberekwa vaviri, mugota hamuchemi kacheche' in English means...
Mviromviro yemhanza mapfeka
Tsumo yekuti 'Mviromviro yemhanza mapfeka' in English means 'Big events are predicted...
Mwana wamambo muranda kumwe
Tsumo yekuti 'Mwana wamambo muranda kumwe' in English means 'Authority/royalty only...
Murombo haarovi chinenguwo
Tsumo yekuti 'Murombo haarovi chinenguwo' in English means 'The poor man hardly...